dcsimg

Mbeva ( Shona )

provided by wikipedia emerging_languages
 src=
Mbeva[1]

Mbeva kamhuka kadiki kanenge gonzo kanowanikwa Pasirose. Mbeva inosiyana negonzo pakuti inogara mumwena musango asi gonzo rinogara mumba. Kune mamwe matunhu mbeva inodyiwa nyama. Kune mhando dzembeva dzaka siyana dzinenge matedze, banya kana dapi, shana, madingo, mhana-mhana.

  • Mwana wembeva anonzi manditeya.
  • Joro (Conical trap for mice) apa kureva munheva or riva.
  • Jeta kana kucheta (Cut through with teeth - especially rodents) kana kucheza.
  • Madingo imhando yembeva. Iyi mbeva ino gara dzaka wanda mumwena mumwe chete kusika kana makumi mashanu mumwena mumwe chete

Tsika

Kune zvinamato netsika zvinodzivisa kudya mbeva. Izvi zvinosanganisira vanoera mutupo wembeva VaRemba or VaMwenyi, vanotevedza Tsamba Tsaru yeBhaibheri, Mapositori, vanamati vechiMuslim nevamwewo.

Mbudyo (Escape hole in mouse run) kureva mbudo inobuda nembeva kana yasvika njodzi.

Tsumo

  • Mbeva haicheri mwena usina mabudiro. Apa kureva - Munhu akangwara anogara aziva mabudiro ake patsekwende kana kuti anoziva kuti anozogona sei zvinhu zvaatanga.
  • Mbeva zhinji hadzina marise. Too many mice have no lining for their nest.
  • Mbeva zhinji hadzina mashe. Many mice have no lining for the nest.

Mitauro yeBantu

license
cc-by-sa-3.0
copyright
Wikipedia vanyori nevagadziri

Mbeva: Brief Summary ( Shona )

provided by wikipedia emerging_languages
 src= Mbeva[1]

Mbeva kamhuka kadiki kanenge gonzo kanowanikwa Pasirose. Mbeva inosiyana negonzo pakuti inogara mumwena musango asi gonzo rinogara mumba. Kune mamwe matunhu mbeva inodyiwa nyama. Kune mhando dzembeva dzaka siyana dzinenge matedze, banya kana dapi, shana, madingo, mhana-mhana.

Mwana wembeva anonzi manditeya. Joro (Conical trap for mice) apa kureva munheva or riva. Jeta kana kucheta (Cut through with teeth - especially rodents) kana kucheza. Madingo imhando yembeva. Iyi mbeva ino gara dzaka wanda mumwena mumwe chete kusika kana makumi mashanu mumwena mumwe chete
license
cc-by-sa-3.0
copyright
Wikipedia vanyori nevagadziri